Mashoko Emuzasi
b Jehovha anonzi Baba nokuti ndiye Musiki. (Isaya 64:8) Sezvo Jesu akasikwa naMwari, iye anonzi Mwanakomana waMwari. Nokuda kwezvikonzero zvakafanana, zvimwe zvisikwa zvomudzimu kunyange munhu Adhamu zvinonzi vanakomana vaMwari.—Jobho 1:6; Ruka 3:38.