Mashoko Emuzasi
a Kana kusuruvara kukaramba kuripo, vamwe vechiduku vanofunga nezvokuzviuraya. Kana wafunga nezvokuzviuraya, kurumidza kutaura nemumwe munhu mukuru waunovimba naye.—Kuti uwane mamwe mashoko, ona Chitsauko 14 chebhuku rino.