Mashoko Emuzasi
a Kunyange zvazvo nyaya yacho yomuBhaibheri ichiti Jehovha akanga ‘avhara chibereko chaHana,’ hapana uchapupu hwokuti Mwari akanga asingafariri mukadzi uyu aizvininipisa uye akanga akatendeka. (1 Sam. 1:5) Dzimwe nguva Bhaibheri rinoti Mwari ndiye akaita zvinhu izvo iye akangobvumira kuti zviitike kwekanguva.