Mashoko Emuzasi
b Dhavhidhi angangodaro akafunga kuti kudzivirira varidzi venzvimbo yacho nemakwai avo kwaiva kushumira Jehovha Mwari. Mazuva iwayo, chaiva chinangwa chaJehovha kuti vana vaAbrahamu, Isaka, naJakobho vagare munyika iyoyo. Saka kuidzivirira pavanhu vokune dzimwe nyika vaipinda nechisimba uye pamapoka evapambi raiva basa dzvene.