Mashoko Emuzasi
b Vaya vakambobvisa pamuviri havafaniri kuramba vachizvipa mhosva kana kuzvitongesa nekuti Jehovha anogona kuvaregerera. Kuti unzwe zvakawanda verenga nyaya inoti “Bhaibheri Rinotii Nezvekubvisa Pamuviri?” iri kutaurwa muchidzidzo chino pachikamu chakanzi “Wedzera Pane Zvawadzidza.”