Mashoko Emuzasi
c C. T. Russell akanyora nyaya yaiva nomusoro unoti “Nguva dzaVamarudzi: Dzinoguma Rini?,” iyo yakabudiswa mumagazini inonzi Bible Examiner, October 1876. Papeji 27, nyaya yacho yakati: “Nguva nomwe dzichaguma muna A.D. 1914.”