RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Somuenzaniso, Christine Elizabeth King akanyora, kuti: “Hurumende ye[Nazi] haina kubudirira bedzi mukurwisana neZvapupu, nokuti kunyange zvazvo vakanga vauraya zviuru, basa rakapfuurira uye muna May 1945 sangano reZvapupu zvaJehovha rakanga richiri benyu, nepo National Socialism yakanga isiri. Zviverengero zveZvapupu zvakanga zvawedzera uye hapana kubvumirana pane zvisina kufanira kwakanga kwaitwa. Sangano racho rakanga rawana vafiri kutendeka uye rakanga rarwa norubudiriro imwezve rwisano muhondo yaJehovha Mwari.”—The Nazi State and the New Religions: Five Case Studies in Non-Conformity, peji 193.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe