RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Nharireyomurindi yakamboita iyi tsinhiro ine nzwisiso: “Hatifaniri kupambadzira upenyu huno pazvinhu zvisina maturo . . . Kana upenyu huno huri ihwo bedzi huripo, hapana chinhu chinokosha. Upenyu huno hwakafanana nebhora rinokandirwa mumhepo iro rinokurumidza kuwira pasi zvakare. Mumvuri unopfuura, ruva rinosvava, ruswa rwunofanira kuchekwa ndokusvava nokukurumidza. . . . Pazviyero zvisingagumi nduramo yedu chinhu chisingakoshi. Mukufamba kwenguva haisi kunyange donhwe guru. Zvirokwazvo [Soromoni] akarurama apo anohwirudzura itiro hanya dzakawanda dzavanhu dzoupenyu nemibato ndokuzvitaura kuva zvisina maturo. Tinokurumidza kufa kwazvo sokunge hatina kutongoberekwa, mumwe wamabhiriyoni anouya achienda, vashomanene kwazvo vachiziva kuti taitongovapo. Uyu murangariro hausi kurangarira zvakaipa pamusoro pavamwe kana kuti haukwezvi kana kuti haufadzi. Ichokwadi, idi rokutarisana naro, murangariro unoshanda, kana upenyu huno hurihwo bedzi huriko.”—August 1, 1957, yechiNgezi, peji 472.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe