Mashoko Emuzasi
b Kemoshi akanga ari mwari mukuru wevaMoabhi. (Numeri 21:29; Jeremia 48:46) Muzviitiko zvakati, vana zvimwe vaibayirwa kuuyu mwari wenhema anonyangadza.—2 Madzimambo 3:26, 27.