RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

c Nyati inotaurwa muBhaibheri zvimwe yaiva aurochs (Latin urus) (Bos primigenius). Zviuru zviviri zvamakore zvakapfuura, mhuka idzi dzaiwanikwa muGaul (zvino France), uye Julius Caesar akanyora rondedzero yadzo inotevera: “Idzi uri dzakangoda kuenzana nenzou, asi mumaumbirwe adzo, ruvara, uye zvadzakaita, inzombe. Dzine simba guru, uye dzinomhanya zvikuru: dzinokuvadza vanhu kana mhuka padzinenge dzangozviona chete.”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe