Mashoko Emuzasi
b Jeremia 38:19 inoratidza kuti vaJudha vakati kuti “vakaenda” kuvaKadheya uye havana kuurayiwa asi vakatapwa. Kuti vakakanda mapfumo pasi vachiteerera mashoko aJeremia here, hatizviudzwi. Zvisinei, kupona kwavo kwakasimbisa mashoko omuprofita wacho.