Mashoko Emuzasi
d Chinhu chikuru kana kuti chinonyanya kushanda mune mamwe majekiseni mubatanidzwa wezvinhu zvakasiyana-siyana zvisingabvi muropa. Asi mune zvimwe zviitiko chikamu chiduku chakapatsanurwa chakadai sealbumin, chinogona kubatanidzwa.—Ona “Mibvunzo Inobva Kuvaravi” muNharireyomurindi yaOctober 1, 1994.