Mashoko Emuzasi
c Bhaibheri rinodzidzisa kuti patinofa tinodzokera kuguruva, kuti mweya unofa, uye kuti hapana chatinenge tichafunga kana kunzwa. (Genesisi 3:19; Muparidzi 9:5, 6; Ezekieri 18:4) Hapana parinombodzidzisa kuti mweya yevakaipa ichatambudzwa nokusingaperi muhero yomoto.