Mashoko Emuzasi
b Pana Mabasa 16:6-10 tinowana mumwe muenzaniso unoratidza kuti Mwari anotungamirira vanhu vake. Ipapo panoti Pauro nevamwe vake “vakarambidzwa nomudzimu mutsvene” kuparidzira muAsia uye Bhitiniya. Panzvimbo pezvo, vakanzi vanoshanda kuMakedhoniya, kune vanhu vakawanda vanyoro vakabvuma zvavaiparidzira.