Mashoko Emuzasi
b Kune nzvimbo dzakawanda dzinogona kurapwa zvidhakwa, zvipatara, uye mapurogiramu anogona kubatsira. Nharireyomurindi haikurudziri kurapa kupi nokupi. Munhu mumwe nomumwe anofanira kunyatsoongorora marapirwo aanoda kuitwa uye osarudza oga zvisingapesani neBhaibheri.