Mashoko Emuzasi
b Pfungwa iyi haitsigirwi nemagwaro. Bhaibheri rinodzidzisa kuti basa raMwari rose rakakwana; uyewo kuti zvinhu zvakaipa hazvibvi kwaari. (Dheuteronomio 32:4, 5) Jehovha paakapedza kusika pasi rino, akati zvose zvaakanga aita “zvakanga zvakanaka kwazvo.”—Genesisi 1:31.