Mashoko Emuzasi
b Rameki akapa mwanakomana wake zita rokuti Noa izvo zvingareva kuti kuti “Zororo kana kuti Kunyaradza” uye akanga aprofita kuti Noa aizozadzisa zvinorehwa nezita rake paaizotungamirira vanhu kuti vazorodzwe pakurwadziwa nokuita basa panyika yakatukwa. (Genesisi 5:28, 29) Rameki akafa uprofita uhwu husati hwazadzika.