Mashoko Emuzasi
a Mutemo waMwari uri pana Dheuteronomi 23:3-6 wairambidza vaAmoni nevaMoabhi kupinda muungano yevaIsraeri. Asi zvinoita sekuti mutemo uyu waitaura nezvekuva nhengo yerudzi rwacho zvizere uye waisarambidza vanhu vemarudzi aya kuti vawadzane nevanhu vaMwari kana kugara pakati pavo. Ona Insight on the Scriptures, Volume 1, peji 95.