-
Chii Chinonzi Uprofita?Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
-
-
Kuudzwa mashoko acho nengirozi. Semuenzaniso, Mwari akashandisa ngirozi kuti iudze Mosesi mashoko aaifanira kunoudza Farao wekuIjipiti. (Eksodho 3:2-4, 10) Pazvaiva zvakakosha zvikuru kuti mashoko acho anyorwe sezvaari, Mwari akaudza ngirozi kuti itaure mashoko acho, achibva anyorwa shoko neshoko, sezvaakaita paakaudza Mosesi kuti: “Nyora mashoko aya, nokuti ndinoita sungano newe naIsraeri maererano nemashoko aya.”—Eksodho 34:27.a
-
-
Chii Chinonzi Uprofita?Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
-
-
a Mumuenzaniso uyu, kunyange zvazvo pakutanga zvingaratidzika sekuti Mwari akataura naMosesi zvakananga, Bhaibheri rinoratidza kuti Mwari akashandisa ngirozi kutaura nezvesungano yeMutemo waMosesi.—Mabasa 7:53; VaGaratiya 3:19.
-