RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvatinodzidza Patemberi Yakaonekwa naEzekieri
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena!
    • Mufananidzo unoratidza zvinhu zvinokosha zvaiva patemberi yemuchiratidzo chaEzekieri. Zvinosanganisira: 1. Gomo refu refu. 2. Rusvingo rwakapoteredza. 3. Nzvimbo yakakura yakapoteredza temberi. 4. Rwizi rwuri kuyerera kubva patemberi. 5. Magedhi ekunze. 6. Rusvingo rwakapoteredza zvivakwa zvetemberi. 7. Chivanze chekunze. 8. Dzimba dzekunze dzekudyira. 9. Magedhi emukati. 10. Chivanze chemukati. 11. Atari. 12. Nzvimbo Tsvene neNzvimbo Tsvenetsvene yetemberi. Ndege yakakura yakareba mamita 75, idiki zvikuru kana tichiienzanisa nenzvimbo yakakura ine temberi.

      Kunamata Kwakachena Kunokwidziridzwa Uye Kunodzivirirwa

      Temberi yemuchiratidzo iri panzvimbo yakakwirira, “pagomo refu refu” (1). Isuwo tinokwidziridza kunamata kwakachena, tichikuisa panzvimbo yekutanga muupenyu hwedu here?

  • Zvatinodzidza Patemberi Yakaonekwa naEzekieri
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena!
Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe