-
Mungaita Sei Kuti Mhuri Yenyu Ifare?—Chikamu 2Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
-
-
4. Rayirai vana venyu nerudo
Kurayira vana hakusi nyore. Bhaibheri ringakubatsirai sei? Verengai Jakobho 1:19, 20, mobva makurukura muchishandisa mibvunzo iyi:
Vabereki vangaratidza sei rudo pavanotaura nevana vavo?
Nei vabereki vasingatombofaniri kuranga vana vavo vakatsamwa?a
-
-
Mungaita Sei Kuti Mhuri Yenyu Ifare?—Chikamu 2Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
-
-
a MuBhaibheri, “kuranga” kunosanganisira kurayira, kutungamirira uye kugadzirisa pakanganiswa. Hakurevi kubata mwana zveutsinye kana kumushungurudza.—Zvirevo 4:1.
-