-
Bhaibheri Rinoti Chii Chinoitika Kana Munhu Afa?Nharireyomurindi (Yeveruzhinji)—2017 | Nha. 4
-
-
CHOKWADI CHINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Nyaya iri muna Genesisi inoti: “Jehovha Mwari akatanga kuumba munhu neguruva revhu akafuridzira mumhino dzake mhepo yokufema youpenyu, munhu akava mweya mupenyu.” Mashoko ekuti “mweya mupenyu” akashandurwa kubva pashoko rechiHebheru rekuti ne’phesh,a iro rinoreva “chisikwa chipenyu.”—Genesisi 2:7.
Saka Bhaibheri rinoratidza pachena kuti munhu haana mweya usingafi asi kuti iye pachake ndiye “mweya mupenyu.” Hapana paunombowana vhesi ine mashoko ekuti “mweya haufi,” kunyange ukatsvaga sei.
-
-
Bhaibheri Rinoti Chii Chinoitika Kana Munhu Afa?Nharireyomurindi (Yeveruzhinji)—2017 | Nha. 4
-
-
a Bhaibheri Rinoera rinoshandura shoko rekuti ne’phesh richiti “chisikwa chine upenyu,” Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi rinoti “munhu akava mupenyu” uye Bhaibheri muNdimi yeUnion Shona rinoti “munhu akava mweya mupenyu.”
-