-
Nyika Yemadzitateguru evaIsraeri‘Ona Nyika Yakanaka’
-
-
Kuziva dzimwe nzvimbo kunowedzera kunzwisisa zviitiko zvoupenyu hwaIsaka naJakobho. Somuenzaniso, Abrahamu ari kuBheeri-shebha, akatuma muranda wake kupi kunotsvakira Isaka mudzimai? Kuchamhembe, kuMesopotamiya (kureva, “Nyika Iri Pakati Penzizi”) kuPadhani-aramu. Zvino chifungidzira rwendo rurefu rwaRibheka rwokuenda kuNegebhu ari pangamera, zvimwe pedyo neKadheshi, kunosangana naIsaka.—Ge 24:10, 62-64.
-
-
Nyika Yemadzitateguru evaIsraeri‘Ona Nyika Yakanaka’
-
-
E1 PADHANI-ARAMU
-