-
Nyika Yemadzitateguru evaIsraeri‘Ona Nyika Yakanaka’
-
-
Madzibaba (Munyika Yakapikirwa)
Mwanasikana waJakobho Dhina abatwa chibharo paShekemu, Jakobho akatamira kuBheteri. Zvisinei, ungafungidzira here kuti vanakomana vaJakobho vainofudzira zvipfuwo zvake kure zvakadini uko Josefa akazovawana? Mepu ino (neiri papeji 18-19) ingakubatsira kuona mufambo uripo pakati peBheteri neDhotani. (Ge 35:1-8; 37:12-17) Vakoma vaJosefa vakamutengesa kuvashambadzi vaienda kuIjipiti. Unofunga kuti vakaenda nenzira ipi pachiitiko ichi chakazoita kuti vaIsraeri vose vaende kuIjipiti uye kubuda kwavakazoita?—Ge 37:25-28.
-
-
Nyika Yemadzitateguru evaIsraeri‘Ona Nyika Yakanaka’
-
-
Dhotani
Shekemu
-