-
Unokoshesa Upenyu Sezvinoita Mwari Here?“Rambai Muri Murudo rwaMwari”
-
-
5, 6. Mutemo waMosesi wairatidza sei kuti ropa idzvene uye rinokosha? (Ona bhokisi rakanzi “Koshesa Upenyu Hwemhuka.”)
5 Pfungwa mbiri idzi dzinokosha dzakaratidzwa muMutemo waMosesi. Pana Revhitiko 17:10, 11, Bhaibheri muNdimi yeUnion Shona rinoti: “Munhu upi noupi waveimba yaIsraeri, kana wavatorwa vagere pakati pavo, unodya ropa ripi neripi, ndichatonga munhu uyo unodya ropa, ndimubvise pakati porudzi rwake. Nokuti upenyu hwenyama huri muropa; ndakakupai iro paatari, kuti riyananisire mweya yenyu nokuti iropa rinoyananisira nokuda kwoupenyu hurimo.”a—Ona bhokisi rakanzi “Ropa Rine Simba Rokuyananisa,”
-
-
Unokoshesa Upenyu Sezvinoita Mwari Here?“Rambai Muri Murudo rwaMwari”
-
-
a Ichitaura nezvemashoko aMwari okuti “upenyu hwenyama huri muropa,” imwe magazini inonzi Scientific American inoti: “Kunyange zvazvo mashoko aya ari ekufananidzira, tikanyatsozvitarisawo tinoona kuti rudzi rwoga rwoga rwemasero eropa runodiwa kuti upenyu huvepo.”
-