PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Potera ‘Mumaoko aJehovha Asingagumi’
Jehovha anoda kuti tirambe tiri vanhu vakarurama (Dhe 33:26; it-2-E 51)
Jehovha anoshandisa simba rake kuti atibatsire (Dhe 33:27; rr 120, bhokisi)
Tinofanira kuvimba nekuponesa kwaJehovha sezvaiita Mozisi (Dhe 33:29; w11 9/15 19 ¶16)
Maoko aJehovha asingagumi anotiponesa mumatambudziko akasiyana-siyana. Izvi zvinosanganisira patinenge tichirwara kana kuti takaora mwoyo, tichishungurudzika, kana kuti patinokanganisa asi topfidza.