RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mumwe Nomumwe Achagara Pasi Pomuonde Wake
    Nharireyomurindi—2003 | May 15
    • Mukadzi akachenjera Abhigairi akapa Dhavhidhi makeke 200 emaonde akasvinwa, pasina mubvunzo achifunga kuti izvi zvaizova zvokudya zvakanaka zvevapoteri. (1 Samueri 25:18, 27) Maonde akasvinwa aishandawo somushonga. Mushonga wemaonde akasvinwa, akaomeswa wakaiswa pamota rakada kuuraya Mambo Hezekiya, kunyange zvazvo kupora kwaakazoita zvikurukuru kwaiva pamusana pokupindira kwaMwari.a—2 Madzimambo 20:4-7.

  • Mumwe Nomumwe Achagara Pasi Pomuonde Wake
    Nharireyomurindi—2003 | May 15
    • a H. B. Tristram, muongorori wezvisikwa uyo akashanyira nyika dzinotaurwa muBhaibheri pakati pezana remakore rechi19, akacherechedza kuti vanhu vomunyika dzacho vakanga vachiri kushandisa mushonga wemaonde kurapa mamota.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe