-
Jehovha Anosanotiziva!Nharireyomurindi—1990 | January 15
-
-
Kuvanzwa hakudzivisi cherechedzo inoitwa noMusiki. Muna ikoku Dhavhidhi akati: “Nokuti imi makaumba itsvo dzangu; makandiruka mudumbu raamai vangu. Ndichakuongai; nokuti ndakaitwa nomutoo unotyisa unoshamisa; mabasa enyu anoshamisa; mweya wangu unozviziva kwazvo. Mapfupa angu akanga asina kuvanzwa kwamuri, panguva yandakaitwa pakavanda, pakuumbwa kwangu nenjere panzvimbo dzezasi dzapasi. Meso enyu akaona muviri wangu uchigere kukwaniswa, zvose zvakanga zvakanyorwa murugwaro rwenyu zuva rimwe nerimwe rokuumbwa kwazvo [mativi omuviri] kusati kwava [rutivi rwomuviri rwakajeka] nechimwe chazvo.”—Pisarema 139:13-16.

Mativi omuviri waDhavhidhi asati aoneka mudumbu raamai vake, chitarisiko chake chaizivikanwa kuna Mwari. Neiko? Nemhaka yokuti kukura kwomuviri uchigere kukwaniswa kwakatevera mutoo chaiwo, sokunge kuteerera miraidzo yakanyorwa mubhuku. Haiwa ikoku kunoratidza sei uchenjeri hwaJehovha nesimba rokuona kunyange zvinhu zvakavanzwa! Kunofanira kutiitawo tinzwisise kuti Mwari akasika rudzi rwomunhu uye ane mutoro womuitiro unoshamisa wokubereka uyo wakaguma nokuvapo kwedu savanhu vamwe navamwe.
-