RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mibvunzo Inobva Kuvaravi
    Nharireyomurindi—1991 | August 1
    • Bhuku raZvirevo rine ndima zhinji idzo dzinomira dzoga sokutaurwa kupfupi kwezano, asi Zvirevo 27:23 rutivi rweboka rendima dzacho: “Shingaira uzive kuti makwai ako akadini; uchengete zvakanaka mapoka ako. Nokuti pfuma haigari nokusingaperi; ko korona inogara kusvikira kumarudzi ose here? Uswa hunoenda, bumhudza ndokubuda, nemirivo yamakomo inounganidzwa. Makwaina anokuvigira zvokufuka zvako, uye mbudzi ndiwo mutengo weminda. Mukaka wembudzi ucharingana zvokudya zvako, nezvokudya zveimba yako, nokuraramisa vasikana vako.”—Zvirevo 27:23-27.

  • Mibvunzo Inobva Kuvaravi
    Nharireyomurindi—1991 | August 1
    • Zvirevo 27:26, 27 inodudza muuyo mumwe webasa rakadaro—zvokudya nezvokupfeka. Sezvinobvumwa, rondedzero yacho haisati iri yezvokudya zvokunyanyisa kana kuti makaro ezvakanakisisa, uyewo haipi mushandi chikonzero chokukarira zvipfeko mumagadzirirwe azvino uno akaitwa nomugadziri kana kuti jira rakaisvonaka. Asi kana akanga achidisa kuita nhamburiko, mufudzi nemhuri yake vaigona kuwana kumukaka wamakwai (uye nokudaro chizi), pamwe chete neshinda yokurukisa nguvo dzakasimba.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe