RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Neiko Kune Kuora Mwoyo Kukuru Kwazvo?
    Nharireyomurindi—1992 | July 1
    • Maidi ezvamatongerwe enyika akakasharara, masimba masimba, zvinetso zvemari, zvose zvinganyandura mwero yokuora mwoyo. Kunyange vanhu vakadzidza mabasa havasati vari vasingatapurwi sezvo vanotsvaka kuchengeta mararamire avo oumbozha pavanenge vachigonana nezvinetso zvemari zvinowedzera. Muuyo wacho? “Kumanikidza kunoita muchenjeri benzi,” sokutaura kwakaita Mambo Soromoni wekare!a (Muparidzi 7:7) Zvamazvirokwazvo, kuora mwoyo kunotungamirira chiverengero chinowedzera kushandisa chigadzikiso chakakomba zvikurusa chechinetso chacho—kuzviuraya.

  • Neiko Kune Kuora Mwoyo Kukuru Kwazvo?
    Nharireyomurindi—1992 | July 1
    • a Mukuwirirana neTheological Wordbook of the Old Testament, yakapepetwa naHarris, Archer, uye Waltke, manyuko omutauro wapakuvamba eshoko rinoshandurwa kuti “dzvinyiriro” anowirirana no“kuremedzwa, kutsikirirwa, uye kukurirwa kwaavo vakaderera munzvimbo.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe