-
Dzivirirai Mhuri Yenyu Papesvedzero DzinoparadzaChakavanzika Chomufarwa Wemhuri
-
-
19. Mienzanisoi yeBhaibheri inoratidza kuti hakusi kutadza kuti mhuri dzifare?
19 Bhaibheri rinoshora kufara here? Nyangwe! Bhaibheri rinotaura kuti kune “nguva yokuseka . . . nenguva yokupembera.”b (Muparidzi 3:4) Vanhu vaMwari muna Israeri wakare vaifarikanya nziyo nokutamba, mitambo, uye zvirahwe. Jesu Kristu akapinda madyo makuru omuchato no“mutambo mukuru” ayo Mateo Revhi akamuitira. (Ruka 5:29; Johane 2:1, 2) Nenzira yakajeka, Jesu akanga asiri mushatisi womufaro. Kuseka nomufaro ngazvirege kutongorangarirwa sezvivi mumhuri yenyu!
-
-
Dzivirirai Mhuri Yenyu Papesvedzero DzinoparadzaChakavanzika Chomufarwa Wemhuri
-
-
b Shoko rechiHebheru rinoshandurwa pano kuti “kuseka” rinogona, muzvimwe zvimiro, kushandurwa kuti “kutamba,” “kuvaraidza,” “kutamba mutambo,” kana kuti kunyange “kuva nomufaro.”
-