RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • “Ndichaapa Mufudzi Mumwe Chete”
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
    • Gondo rakatakura nhungirwa yemuti wemusidhari.

      Gondo guru rekutanga raimiririra Mambo Nebhukadhinezari Mambo weBhabhironi (Ona ndima 6)

      6. Tsanangura zvinorehwa nechirahwe chakataurwa naEzekieri.

      6 Chirahwe ichi chairevei? (Verenga Ezekieri 17:11-15.) Muna 617 B.C.E., Mambo Nebhukadhinezari wekuBhabhironi (“gondo guru” rekutanga) akakomba Jerusarema. Akabvisa pachigaro mambo weJudha ainzi Jehoyakini (‘nhungirwa yepamusorosoro’) akaenda naye kuBhabhironi (“nyika yevanotengesa”). Nebhukadhinezari akagadza Zedhekiya (mumwe ‘wembeu yeumambo yenyika yacho’) pachigaro muJerusarema. Nebhukadhinezari akaita kuti mambo uyu mutsva weJudha apike naMwari kuti aizoramba akavimbika ari pasi pake. (2 Mak. 36:13) Asi Zedhekiya haana kuchengeta mhiko yake; akapandukira mambo weBhabhironi akatsvaga kubatsirwa nemauto aFarao mambo weIjipiti (“gondo guru” rechipiri) asi zvakashaya basa. Jehovha akashora kusavimbika kwaZedhekiya. (Ezek. 17:16-21) Zedhekiya akazopedzisira abviswa pachigaro, akafira mujeri kuBhabhironi.—Jer. 52:6-11.

  • Uprofita hwaMesiya—Musidhari Unoyevedza
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
      • Mapikicha: 1. Gondo riri kumwaya mbeu mumunda. 2. Muzambiringa uri kutanda uri pasi.

        2. Nebhukadhinezari anogadza Zedhekiya pachigaro muJerusarema

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe