BHOKISI REKUDZIDZISA 8B
Uprofita Hutatu Hune Chekuita Namesiya
1. “Ane Kodzero Yepamutemo” (Ezekieri 21:25-27)
NGUVA YEMAMWE MARUDZI (607 B.C.E.–1914 C.E.)
607 B.C.E.—Zedhekiya anobviswa pachigaro
1914 C.E.—Jesu, uyo ane “kodzero yepamutemo” yekutonga muUmambo hwaMesiya, anogadzwa saMambo ova Mufudzi uye Mutongi
2. “Mushumiri Wangu . . . Achaaendesa Kumafuro, Uye Achava Mufudzi Wawo” (Ezekieri 34:22-24)
MAZUVA EKUPEDZISIRA (1914 C.E.–PASHURE PEAMAGEDHONI)
1914 C.E.—Jesu, uyo ane “kodzero yepamutemo” yekutonga muUmambo hwaMesiya, anogadzwa saMambo ova Mufudzi uye Mutongi
1919 C.E.—Muranda akatendeka, akangwara anogadzwa kuti afudze makwai aMwari
Vakazodzwa vakatendeka vanounganidzwa kuti vatungamirirwe naMambo Mesiya; vanozobatanidzwa pamwe chete neboka guru
PASHURE PEAMAGEDHONI—Makomborero eUmambo hwaMwari acharamba aripo kusvikira narini narini
3. “Vachatongwa Namambo Mumwe Chete” Nekusingaperi (Ezekieri 37:22, 24-28)