September 4-10
EZEKIERI 42-45
Rwiyo 31 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kunamata Kwakachena Kunotangazve!”: (10 min.)
Eze 43:10-12—Chinangwa chetemberi yakaratidzwa Ezekieri chaiva chekuti vaJudha vakanga vakatapwa vapfidze uye vazive kuti kunamata kwakachena kwaizotangazve(w99 3/1 8 ¶3; it-2-E 1082 ¶2)
Eze 44:23—Vapristi vaizofanira kudzidzisa vanhu “musiyano wechinhu chisina kuchena nechakachena”
Eze 45:16—VaJudha vaizotsigira vatungamiriri vakanga vagadzwa naJehovha (w99 3/1 10 ¶10)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Eze 43:8, 9—VaIsraeri vakasvibisa sei zita raMwari? (it-2-E 467 ¶4)
Eze 45:9, 10—Jehovha anoda kuti vanhu vaitei kana vachida kufarirwa naye? (it-2-E 140)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 44:1-9
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa.
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Nei Uchikoshesa Kunamata Kwakachena?”: (15 min.) Kukurukurirana.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 17 ¶10-18
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 97 Nemunyengetero