RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • “Rangarir[a] Nomwoyo Wako” Temberi yaMwari!
    Nharireyomurindi—1999 | March 1
    • 7. Mashoko api anotaurwa pamusoro pavaRevhi navapristi?

      7 Vapristi vaifanirawo kucheneswa, kana kuti kunatswa. VaRevhi vaifanira kutukirwa kubvuma kunamata zvidhori, nepo vanakomana vomupristi Zadhoki vaifanira kurumbidzwa uye kupiwa mubayiro wokuramba vakachena.a Nyange zvakadaro, mapoka acho ose aizova nenzvimbo dzebasa muimba yaMwari yakadzorerwa—pasina mubvunzo, zvichitsamira pakutendeka kwavo somunhu mumwe nomumwe. Uyezve, Jehovha akarayira kuti: “Vanofanira kudzidzisa vanhu vangu kusiyana kwezvitsvene nezvisi zvitsvene, nokuvadzidzisa kutsaura pakati pezvisina kunaka nezvakanaka.” (Ezekieri 44:10-16, 23) Saka vapristi vaifanira kudzorerwa, uye kutsungirira kwokutendeka kwavapristi kwaizopiwa mubayiro.

  • “Rangarir[a] Nomwoyo Wako” Temberi yaMwari!
    Nharireyomurindi—1999 | March 1
    • a Izvi zvingava zvakatapura Ezekieri somunhu oga, nokuti zvinonzi iye pachake akanga ari wemhuri yavapristi yaZadhoki.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe