-
Ishe Wechokwadi Anouya Nokuda KworutongesoNharireyomurindi—1989 | July 1
-
-
Jehovha anokarira vanhu vake kumupa zvakanakisisa zvavo. Mwari anotanga kutaura rudo rwake nokuda kwavanhu vake. Kunyanguvezvo, vaprista vari kuzvidza zita rake kupfurikidza nokugamuchira kuvanhu mhuka dzakapofumara, dzinorwara, uye dzakaremara nokuda kwechibairo. Jehovha haafariri vaprista vanozvibatira kana kuti zvipiriso zvakaderera zvamaoko avo. Asi pasinei zvapo neizvo vanoita, “zita [raJehovha] richava rinotyisa pakati pamarudzi.”—1:1-14.
-
-
Ishe Wechokwadi Anouya Nokuda KworutongesoNharireyomurindi—1989 | July 1
-
-
○ 1:13—Vaprista vasina kutenda vakanga vasvika pakurangarira zvibairo somuitiro unonetesa, mutoro. Ivo vaishora, kana kuti kuzvidza, zvinhu zvinoyera zvaJehovha. Hatitongofaniri kubvumira “mikono miduku yemiromo yedu” kupiwa somuitirowo zvawo!—Hosea 14:2, NW; VaHebheru 13:15.
-