RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi—2014 | November 15
    • Zvakazarurwa 11:1, 2 inoratidza kuti zviitiko izvi zvaizoitika panguva yaizoyerwa kana kuti yaizoongororwa temberi yomudzimu. Maraki chitsauko 3 inotaurawo nezvekuongororwa kwetemberi yemudzimu uye kucheneswa kwayaizoitwa. (Mar. 3:1-4) Basa rokuongorora uye rokuchenesa temberi rakatora nguva yakareba sei? Rakatanga muna 1914 kusvika 1919 achangotanga. Nguva iyi inosanganisira mazuva 1 260 (mwedzi 42) uye mazuva matatu nehafu okufananidzira anotaurwa muna Zvakazarurwa chitsauko 11.

  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi—2014 | November 15
Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe