RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Anozadzisa Uprofita hwaIsaya
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
    • “Tarirai! Mushandi wangu wandakasarudza, anodiwa wangu, akafarirwa nomweya wangu! Ndichaisa mudzimu wangu paari, uye achabudisa pachena kumarudzi kuti kururamisira chii. Haazokakavari, kana kushevedzera, uyewo hapana munhu achanzwa inzwi rake mumigwagwa yakafara. Hapana tsanga yakakuzvuka yaachapwanya, uye hapana tambo inopfungaira yomufurakisi yaachadzima, kusvikira aita kuti kururamisira kubudirire. Chokwadi, marudzi achava netariro muzita rake.”—Mateu 12:18-21; Isaya 42:1-4.

  • Anozadzisa Uprofita hwaIsaya
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
    • Jesu anoendawo nemashoko ake anonyaradza kuvaya vakaita setsanga dzakakuzvuka, dzakatyorwa. Vakaita setambo inopfungaira, yava pedyo nokudzima. Jesu haabve apedzisa tsanga yacho yakakuzvuka kana kudzima tambo iri kupfungaira. Asi anotomutsa vanyoro nerudo uye nounyoro. Zvechokwadi, Jesu ndiye munhu anopa marudzi tariro!

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe