RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Waizviziva Here?
    Nharireyomurindi—2011 | October 1
    • ▪ Kwasara nguva pfupi kuti Jesu afe, akagadzirisa chinhu chakaipa kwazvo chaiitika mutemberi. Bhaibheri rinoti: “Jesu . . . akadzingira kunze vose vaya vaitengesa nokutenga mutemberi, akapidigura tafura dzevaichinja mari nemabhenji evaya vaitengesa njiva. Uye akati kwavari: ‘Zvakanyorwa kuti, “Imba yangu ichanzi imba yokunyengeterera,” asi imi muri kuiita bako remakororo.’”—Mateu 21:12, 13.

  • Waizviziva Here?
    Nharireyomurindi—2011 | October 1
    • Kushora kwakaita Jesu vaichinja mari achivati vakanga vava kuita temberi yaJehovha “bako remakororo” kwairatidza kuti vaichaja mari yakawandisa.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe