RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mharidzo Yepagomo Yakakurumbira
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
    • Anoti: “Vanofara vaya vanoziva zvinodiwa zvavo zvomudzimu, nokuti umambo hwokumatenga ndohwavo. Vanofara vaya vanochema, nokuti vachanyaradzwa. . . . Vanofara vaya vane nzara nenyota yokururama, nokuti vachagutiswa. . . . Vanofara vaya vakatambudzwa nokuda kwokururama, nokuti umambo hwokumatenga ndohwavo. Munofara imi kana vanhu vachikuzvidzai nokukutambudzai . . . nokuda kwangu. Farai musvetuke nomufaro.”—Mateu 5:3-12.

  • Mharidzo Yepagomo Yakakurumbira
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
    • Jesu anoti vanofara ndevaya vanoziva kuti vanoda kutungamirirwa naMwari, vanosuwa nokuti vane chivi, uye vanosvika pakuziva Mwari vomushumira. Kunyange kana vakavengwa nokutambudzwa nokuti vari kuita kuda kwaMwari, vanofara nokuti vari kumufadza uye nokuti achavapa mubayiro weupenyu husingaperi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe