RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Vasikana Vakachenjera Namapenzi
    Nharireyomurindi—1990 | April 15
    • Mumuenzanisiro wacho, vasikana vane gumi vanobuda vane donzo rokuchingamidza chikomba nerokukumbanira vanofamba vomuchato. Apo iye anosvika, vachavhenekera nzira yavanofamba nemwenje yavo, nokudaro vachimukudza sezvaanounza mwenga wake kuimba yakamugadzirirwa. Zvisinei, Jesu anotsanangura, kuti: “Mapenzi akatora mwenje yavo, akasatora mafuta. Asi vakachenjera vakatora mafuta mumidziyo yavo nemwenje yavo. Zvino chikomba chakati chichinonoka, vakakotsira vose, vakavata.”

  • Vasikana Vakachenjera Namapenzi
    Nharireyomurindi—1990 | April 15
    • Mafuta anofananidzira icho chinochengeta maKristu echokwadi achipenya savavhenekeri, ndiko kuti, Shoko rakafuridzirwa raMwari, ravanoramba vakabatisisa, pamwe chete nomudzimu mutsvene, uyo unobetsera mukunzwisisa Shoko iroro. Mafuta omudzimu anogonesa vasikana vakachenjera kupa chiedza mukugamuchira chikomba mukati mokufamba vachienda kumadyo eroorano. Asi boka ravasikana mapenzi havana mavari vamene, mumidziyo yavo, mafuta omudzimu anodikanwa. Naizvozvo Jesu anorondedzera chinoitika:

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe