RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Marwadzo Mubindu
    Nharireyomurindi—1990 | October 1
    • Achisiya vasere vavaapostora—zvichida pedyo nenzira inopinda mubindu—iye anovaraidza, kuti: “Garai pano, ini ndichaenda kundonyengetera uko.” Iye ipapo anotora vamwe vatatu—Petro, Jakobho, uye Johane—uye anopfuurira kuenda ndokupinda mubindu. Jesu anova neshungu uye anotambudzika zvikuru kwazvo. “Mweya wangu une shungu kwazvo, kusvikira pakufa,” iye anovaudza kudaro. “Garai pano, murinde neni.”

  • Marwadzo Mubindu
    Nharireyomurindi—1990 | October 1
    • Nyangwe! Jesu haasi kukumbira kuti asafe. Kunyange mufungo wokudzivisa rufu rwechibairo, wakambokarakadzwa naPetro, unonyangadza kwaari. Panzvimbo pezvo, iye ari mumarwadzo nemhaka yokuti anotya kuti nzira yaachakurumidza kufa nayo—setsotsi rinozvidzwa—ichaunza ruzvidzo pazita raBaba vake. Iye zvino anoziva kuti mumaawa mashomanene acharovererwa padanda sorudzi rwakaipisisa rwomunhu—mutuki waMwari! Ikoku ndiko kunomutambudza zvikuru kwazvo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe