RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani Mubhabhatidzi Anogadzirira Jesu Nzira
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
    • Johani munhu anoshamisa zvechokwadi. Zvaari uye zvaanotaura zvinoomesa mate mukanwa. Anopfeka nguwo dzemvere dzengamera, uye anosunga bhandi reganda muchiuno. Anodya hwiza nouchi hwomusango. Ari kufamba neshoko rokutii? “Pfidzai, nokuti umambo hwokumatenga hwaswedera pedyo.”—Mateu 3:2.

      Shoko raJohani rinofadza vakawanda vanouya kuzonzwa zvaari kutaura. Vakawanda vanoona kuti vanofanira kupfidza, kureva kuti kuchinja mafungiro avo nemararamiro, voratidza kuti mararamiro avanga vachiita akaipa. Vanouya kwaari vanobva “muJerusarema neJudhiya yose nenyika yose yakapoteredza Jodhani.” (Mateu 3:5) Vakawanda vanouya kuna Johani vanopfidza. Anovabhabhatidza nokuvanyudza murwizi rwaJodhani. Anovabhabhatidzirei?

  • Johani Mubhabhatidzi Anogadzirira Jesu Nzira
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
    • Saka shoko raJohani rokuti “Pfidzai, nokuti umambo hwokumatenga hwaswedera pedyo” rakakodzera zvechokwadi. (Mateu 3:2) Rinozivisa ruzhinji kuti ushumiri hwaJesu Kristu, uyo akasarudzwa naJehovha kuti achava Mambo, hwava kuda kutanga.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe