RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 January p. 2
  • “Umambo Hwokumatenga Hwaswedera Pedyo”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Umambo Hwokumatenga Hwaswedera Pedyo”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Ziso Rako Rakanaka Here?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Kusava Nezvinhu Zvakawanda Kunotibatsira Kuti Tirumbidze Mwari
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Rarama Upenyu Hwakadzikama, Hwakapfava
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1989
  • Waizviziva Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 January p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MATEU 1-3

“Umambo Hwokumatenga Hwaswedera Pedyo”

3:4

  • Johani Mubhabhatidzi

    Mapfekero aiita Johani uye zvaaiva akaita zvairatidza kuti airarama upenyu husina zvakawanda, achizvipira kuita zvinodiwa Mwari

  • Zvinhu izvo Johani akarasikirwa nazvo, hapana zviripo kana tichienzanisa nemukana waakawana wekuvhurira Jesu nzira

Kurarama upenyu husina zvakawanda kunoita kuti tikwanise kuita zvakawanda pakushumira Mwari uye tinyatsogutsikana. Zvimwe zvatingaita ndeizvi . . .

  • kuziva kuti ndezvipi zvinhu zvinokosha pakurarama

  • kusatenga zvinhu zvisinganyanyi kukosha

  • kuva nebhajeti

  • kutengesa kana kupa vamwe zvinhu zvatisingashandisi

  • kubhadhara zvikwereti

  • kuderedza nguva yatinoshanda

Uchi hwemusango nemhashu

Johani aidya mhashu neuchi hwemusango

Chinangwa chipi chandichakwanisa kuzadzisa kana ndikararama upenyu husina zvakawanda?

    Mabhuku eChiShona (1973-2027)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe