RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Bhuku Raunogona Kuvimba Naro—Chikamu 6
    Mukai!—2011 | July
    • Bhaibheri rine uprofita hwakawanda hwakanyorwa ndokuzadzika munguva yevaRoma. Somuenzaniso, Jesu paakatasva mbongoro achipinda muJerusarema, akachema uye akafanotaura nezvokuparadzwa kwaizoitwa guta racho nemauto eRoma. Jesu akati, “mazuva achauya pauri apo vavengi vako vachakupoteredza norusvingo rwakavakwa nemapango akapinza . . . havazosiyi dombo riri pamusoro perimwe dombo mauri, nokuti hauna kunzwisisa nguva yokuongororwa kwako.”—Ruka 19:41-44.

  • Bhuku Raunogona Kuvimba Naro—Chikamu 6
    Mukai!—2011 | July
    • Chii chakazoitika kuJerusarema? Mauto eRoma akadzoka achitungamirirwa naVespasian nemwanakomana wake Titus—panguva iyi vakaenda nemasoja 60 000. Vakapinda muguta Paseka ya70 C.E. isati yaitwa uye vakatapa vagari vemo nevamwe vaishanya vakanga vadirana vachipinda muguta racho kuti vapemberere mutambo wePaseka. Mauto eRoma akaparadza miti yaiva munzvimbo yacho uye akavaka rusvingo nemapango akapinza sezvakanga zvafanotaurwa naJesu. Pashure pemwedzi inenge mishanu, guta iri rakanga raparara.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe