RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Nei Tichipinda Chirangaridzo?
    Nharireyomurindi (Yekudzidza)—2022 | January
    • 2 Gore rega rega tinenge tiri pakati pemamiriyoni evanhu pasi rese vanoungana musi wakafa munhu watinoda chaizvo, Jesu Kristu. (1 Pet. 1:8) Tinoungana kuti tiyeuke munhu akapa upenyu hwake serudzikinuro kuti atiponese pachivi nerufu. (Mat. 20:28) Jesu aida kuti vateveri vake vayeuke rufu rwake. Usiku hwekupedzisira asati afa, akatanga kudya kwemanheru kunokosha uye akarayira kuti: “Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”b—Ruka 22:19.

  • Nei Tichipinda Chirangaridzo?
    Nharireyomurindi (Yekudzidza)—2022 | January
    • b Mune mamwe maBhaibheri mashoko aya akashandurwa kuti, “Itai izvi muchindirangarira” (Bhaibheri Dzvene MuChishona Chanhasi) uye “Itai izvozvi kuti muzogara muchindirangarira nazvo” (BHAIBHERI rine APOKIRIFA).

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe