RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Tingaita Sei Kuti Kunamata Kwedu Kufadze Mwari?
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
    • 1. Tinofanira kutora pai zvatinotenda?

      Manamatiro edu anofanira kubva muBhaibheri. Jesu akataura naMwari achiti: “Shoko renyu ichokwadi.” (Johani 17:17) Mamwe machechi haana basa nechokwadi chinowanika muShoko raMwari rakafemerwa, Bhaibheri. Anotsiva chokwadi ichocho nedzidziso uye tsika dzevanhu. Jehovha haafariri vanhu ‘vanosiya murayiro wake.’ (Verengai Mako 7:9.) Asi kana tichiramba tichitevedzera zviri muBhaibheri nemazano arinopa tinofadza mwoyo wake.

  • Zvapupu zvaJehovha vaKristu Vechokwadi Here?
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
    • 1. Tinotora pai zvatinotenda?

      Jesu akati: “Shoko [raMwari] ichokwadi.” (Johani 17:17) Zvapupu zvaJehovha zvagara zvichitora zvazvinotenda muShoko raMwari sezvaiita Jesu. Cherechedza kwakabva nesangano redu ririko mazuva ano. Makore ekuma1800 ava kunopera, vamwe varume vakatanga kunyatsodzidza Bhaibheri vari pamwe chete, vachiongorora zvarinotaura. Vaitenda zvavaidzidza muBhaibheri, pasinei nekuti zvavaiwana zvainge zvakasiyana nezvaidzidziswa nemachechi. Vakabva vatanga kuudzawo vamwe zvavaiwana muBhaibheri.a

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe