RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ko Uchadzidza Mumwaka Here?
    Nharireyomurindi—1990 | September 1
    • Ikoku kungatapura kurangarira kwaunoita zvinoitika zveBhaibheri. Ungarava nezvokugadza kwaEria mutsivi wake: “Iye . . . akawana Erisha mwanakomana waShafati achirima nenzombe dzakasungwa pamajoko ane gumi namaviri pamberi pake.” (1 Madzimambo 19:19, NW) Unofunga kuti ikoko kwakaitika mumwedzii, uye nyika ingave yakatarisika sei? Uye pana Johane 4:35, Jesu akati: “Ko imi hamuti: Kwasara mwedzi mina kucheka kwasvika? . . . Simudzai meso enyu, onai minda kuti yatoibvira kucheka.” Kunyange zvazvo iye akadudza nguva, unonzwisisa here kuti rini?

  • Ko Uchadzidza Mumwaka Here?
    Nharireyomurindi—1990 | September 1
    • Uye Jesu akataura mashoko ari pana Johane 4:35 rini? Kucheka kwakanga kuri kure nemwedzi mina. Cherechedza kuti kucheka gorosi kwaivamba muna Nisani (March-April), inenge nguva yePaseka. Verenga uchidzokera shure mwedzi mina. Ikoko kunokusvitsa kuna Kisrevhi (November-December). Mvura dzakanga dzichiwedzera, nemvura dzakasimba zvikuru nomwaka unotonhora zvikuru mberi. Naizvozvo Jesu nenzira yakajeka akareva kucheka kwokufananidzira paakati: “Simudzai meso enyu, onai minda, kuti yatoibvira kucheka.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe