-
Zvipo Zvaikodzera Kupiwa MamboNharireyomurindi—2015 | March 1
-
-
Zvimwe zvinonhuhwirira zvaibva kunyika dzipi? Arosi, kasiya, nesinamoni zvaibva kunyika dzava kunzi China, India uye Sri Lanka. Zvinonhuhwirira zvichena uye zvimwe zvakadai semura zvaibva pamiti uye makwenzi aimera munzvimbo dzakaita gwenga kutangira kumaodzanyemba kweArabia kusvika kuSomalia, muAfrica. Uyewo nadhi yaingowanika kuIndia chete, mumakomo eHimalaya.
-