RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • “Hapana Kana Mumwe Wenyu Achaparara”
    Kupa “Uchapupu Hwakasimba nezveUmambo hwaMwari”
    • 19 Pauro akabatsirawo nekuunganidza tsotso achidziisa pamoto. Paaidaro, akabva arumwa nenyoka ine uturu, ikaramba yakanamatira paruoko rwake. Vanhu vekuMarita vakafunga kuti uku kwakanga kuri kurangwa navanamwari.a

  • “Hapana Kana Mumwe Wenyu Achaparara”
    Kupa “Uchapupu Hwakasimba nezveUmambo hwaMwari”
    • a Mhando yenyoka inotaurwa pano inofanira kunge yaivapo pachitsuwa ichi makore iwayo nekuti vagari vemo vanoratidza kuti vaiiziva. Mazuva ano haichawanika kuMarita. Pamwe zvingave zvakakonzerwa nekuti nzvimbo yacho yakachinja nekufamba kwemakore, kana kuti yakatsakatika nekuwanda kwevanhu pachitsuwa chacho.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe